Chapotera cheNhangande Dzakadevana

Standard 18-column form of the periodic table. For the color legend, see section Layout, under the larger table.

Chapotera cheNhangande Dzakadevana (Periodic Table of Elements) chinyorwa chinotaridza Nhangande dzemishonga dzakadungamidzana pamindanda. Apa Nhangande dzinenge dzakarongwa dzichichitevedza zvipimwa zvakacherechedzwa nenyanzvi kuti zvinoramba zvichidzokorora. Chapotera chinotaridza Nhangande dzakatevedzana: nehukuru hwenhamba yeHatomu; kurongeka kwegute rema electron nedzimwewo faniro dzakacherechedzwa. Nhangande dzinonyorwa dzichimirirwa nemavara anodudza mazita acho, imwe neimwe mubhokisi rayo.

Kupiwa kwezita

Shoko rokuti kudevanisa rinoreva kuronga wakadungamidza zvichitevedza hungava: hukuru; huremu; hwasha; zera kana chimwe chingacherechedzwa chinokwaniswa kupimiwa. Sokutaura kwaitwa pamusoro pane zviripo zvakacherechedzwa paNhangande zvinotigonesa kudzidevanisa saizvozvi dzakaita ruwarikano rwemindanda.

Rupoterera zvinenge zvoturikira periodicity - apa kureva kupota kunoramba kuchidzoka panhambo inozivikanwa.

Boterero (Period) apa kureva mizera yakachinjika pa Chapotera. Sokuti muzera unovambira pane Hydrogen (H) kusvika pane Helium (He) iboterero rokutanga. Boterero rechipiri rinovambira pane Lithium (Li) kusvika pane Argon (Ar).

Boka (Group) apa kureva shongwe dzinodzika kubva kumusoro ichienda zasi pa Chapotera. Sokuti shongwe inovambira pane Beryllium (Be) kusvika pane Radium (Ra) iboka rechipiri. Boterero regumi rinovambira pane Nickel (Ni) kusvika pane Darmstadtium (Ds) .


Other Languages
Afrikaans: Periodieke tabel
Alemannisch: Periodensystem
العربية: جدول دوري
asturianu: Tabla periódica
Boarisch: Periodnsystem
беларуская (тарашкевіца)‎: Пэрыядычная сыстэма хімічных элемэнтаў
বিষ্ণুপ্রিয়া মণিপুরী: পর্যায় সারণী
Mìng-dĕ̤ng-ngṳ̄: Nguòng-só ciŭ-gĭ-biēu
Cymraeg: Tabl cyfnodol
ދިވެހިބަސް: ޕީރިއަޑިކް ތާވަލު
Esperanto: Perioda tabelo
Gàidhlig: Clàr pillteach
ગુજરાતી: આવર્ત કોષ્ટક
客家語/Hak-kâ-ngî: Ngièn-su chû-khì-péu
Fiji Hindi: Periodic table
Bahasa Indonesia: Tabel periodik
íslenska: Lotukerfið
日本語: 周期表
Taqbaylit: Ayiren imezzi
Gĩkũyũ: Metha Njokereri
한국어: 주기율표
lumbaart: Taula periodica
Minangkabau: Tabel periodik
Bahasa Melayu: Jadual berkala
Plattdüütsch: Periodensystem
नेपाल भाषा: तत्त्वमां
Nederlands: Periodiek systeem
norsk nynorsk: Periodesystemet
Papiamentu: Mesa periodiko
Piemontèis: Tàula periòdica
português: Tabela periódica
tarandíne: Tavele Periodiche
srpskohrvatski / српскохрватски: Periodni sistem elemenata
Simple English: Periodic table
српски / srpski: Периодни систем
Sranantongo: Periodiki sistemi
Kiswahili: Mfumo radidia
Türkçe: Periyodik tablo
oʻzbekcha/ўзбекча: Kimyoviy elementlar davriy sistemasi
Tiếng Việt: Bảng tuần hoàn
West-Vlams: Periodiek système
Bân-lâm-gú: Chiu-kî-piáu